Online Bible

- Reklamy -




Estere 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akaona chiri chinhu chisina maturo kungoranga Modhekai chete, naizvozvo sezvo akanga audzwa kuti rudzi rwaModhekai nderwechiJudha, akafunga zvokuparadza maJudha ose, vanhu vokwaModhekai wacho munyika dzose dzoumambo hwaAhasuerusi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi wakashoʋora kuʋuraya Mordekai oga, nokuti ʋakaŋga ʋamuziʋisa rudzi rwaMordekai; naiɀoɀo Hamani akatȿaka kuparadza ʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari paʋushe bgose bgaAhashveroshi, irwo rudzi rwaMordekai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi akashora kuuraya Modhekai oga, nokuti vakanga vamuzivisa rudzi rwaModhekai; naizvozvo Hamani akatsvaka kuparadza vaJudha vose vakanga vari paushe hwose hwaAhashivheroshi, irwo rudzi rwaModhekai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akaona chiri chinhu chisina maturo kungoranga Modhekai chete, naizvozvo sezvo akanga audzwa kuti rudzi rwaModhekai nderwechiJudha, akafunga zvokuparadza maJudha ose, vanhu vokwaModhekai wacho munyika dzose dzoumambo hwaAhasuerusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi paakanzwa kuti vanhu vaModhekai vaiva vapi akafunga zvokusauraya Modhekai chete. Panzvimbo yokuita izvi, Hamani akatsvaka nzira yokuuraya vanhu vose vaModhekai, vaJudha vose vaiva muumambo hwaZekisesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 Asi akashora kuuraya Modhekai oga, nokuti vakanga vamuzivisa rudzi rwaModhekai; naizvozvo Hamani akatsvaka kuparadza vaJudha vose vakanga vari paushe hwose hwaAhasuerusi, irwo rudzi rwaModhekai.

Viz kapitola kopírovat




Estere 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy