Estere 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Hamani wakati aciʋona kuti Mordekai haakotami kana kumufugamira, Hamani akaʋa neshuŋgu kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hamani akati aona kuti Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumuremekedza, akatsamwa kwazvo. Viz kapitolaShona BIBLE5 Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo. Viz kapitola |