Estere 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Yainwiwa zviri pamurao pasina zvokumanikidza munhu nokuti mambo akanga atemera makurukota ose omumuzinda make kuti vaitire munhu nomunhu zvaanenge achida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakanwa nomurairo wokuti munhu arege kuroʋererwa; nokuti mambo wakaŋga araira ʋaranda ʋose ʋeimba yake, kuti ʋaitire mumŋe nomumŋe seɀaakaŋga aciɗa nomŋoyo wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakanwa nomurayiro wokuti munhu arege kurovererwa; nokuti mambo akanga araira varanda vose veimba yake, kuti vaitire mumwe nomumwe sezvaakanga achida nomwoyo wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Yainwiwa zviri pamurao pasina zvokumanikidza munhu nokuti mambo akanga atemera makurukota ose omumuzinda make kuti vaitire munhu nomunhu zvaanenge achida. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakakokwa vakabvumirwa kunwa pamadiro, nokuti mambo akarayira vatariri vewaini vose kuti vagovere mumwe nomumwe sezvaaida. Viz kapitolaShona BIBLE8 Vakanwa nomurairo wokuti munhu arege kurovererwa; nokuti mambo akanga araira varanda vose veimba yake, kuti vaitire mumwe nomumwe sezvaakanga achida nomwoyo wake. Viz kapitola |