Estere 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Memukani ndokutaura pana mambo namachinda achiti, “Vahosi vamambo, Vhashiti, haana kutadzira mambo chete, asi atotadzirawo machinda ose namarudzi ose avanhu vari munyika dzamambo Ahasuerusi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Memukani akapindura mambo namacinda, akati: Ʋahosi haʋana‐kutadzira mambo ɓedzi, asi namacinda ose ʋo, naʋanhu ʋose ʋari munyika dzose dzamambo Ahashveroshi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Memukani akapindura mambo namachinda, akati, “Vahosi havana kutadzira mambo bedzi, asi namachinda osewo, navanhu vose vari munyika dzose dzamambo Ahashivheroshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Memukani ndokutaura pana mambo namachinda achiti, “Vahosi vamambo, Vhashiti, haana kutadzira mambo chete, asi atotadzirawo machinda ose namarudzi ose avanhu vari munyika dzamambo Ahasuerusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Memukani akapindura pamberi pamambo namakurukota akati, “VaHosi Vhashiti vaita zvakaipa, kwete kuna mambo chete asi nokumakurukota ose nokuvanhu vose venyika dzose dzamambo Zekisesi. Viz kapitolaShona BIBLE16 Ipapo Memukani akapindura mambo namachinda, akati, “Vahosi havana kutadzira mambo bedzi, asi namachinda osewo, navanhu vose vari munyika dzose dzamambo Ahasuerusi. Viz kapitola |