Estere 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pamazuʋa aAhashveroshi, (ndiye Ahashveroshi waiɓata ʋushe kubva paIndia kuȿikira Etiopia, pamatiʋi enyika anezana namakumi maʋiri namanomŋe;) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pamazuva aAhashivheroshi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Izvi ndizvo zvakaitika panguva yaZekisesi, uya Zekisesi akatonga nyika zana namakumi maviri nenomwe kubva kuIndia kusvika kuEtiopia: Viz kapitolaShona BIBLE1 Zvino pamazuva aAhasuerusi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;) Viz kapitola |