Eksodo 8:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Farao akati, “Ndinokubvumirai kundopira Tenzi, Mwari wenyu muri murenje, asi regai kuenda kure. Mundinamatirewo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Farao akati: Ndicakutenderai kuenda mundoɓayira Jehova Mŋari wenyu murenje, asi musaenda kure‐kure. Ndinyeŋgetererei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Farao akati, “Ndichakutenderai kuenda mundobayira Jehovha Mwari wenyu murenje, asi musaenda kure-kure. Ndinyengetererei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Farao akati, “Ndinokubvumirai kundopira Tenzi, Mwari wenyu muri murenje, asi regai kuenda kure. Mundinamatirewo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Farao akati, “Ndinokubvumirai kundopira Tenzi, Mwari wenyu muri murenje, asi regai kuenda kure. Mundinamatirewo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Faro akati, “Ndichakutenderai kuenda kunobayira zvipiriso kuna Jehovha Mwari wenyu murenje, asi hamufaniri kuenda kure kure. Zvino chindinyengetererai.” Viz kapitola |