Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ndicaparadzanisa ʋanhu ʋaŋgu naʋanhu ʋako; ciratidzo ici cicaʋa’po maŋgwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ndichaparadzanisa vanhu vangu navanhu vako; chiratidzo ichi chichavapo mangwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ndichaita mutsauko pakati pavanhu vangu navanhu vako. Chiratidzo ichi chichaitika mangwana.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 8:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy