Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mataca acabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuʋaranda ʋenyu, nokuʋanhu ʋenyu; acasara murwizi ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Matatya achabva kwamuri nomudzimba dzenyu, kumachinda enyu nokuvanhu venyu; achasara muna Nairi chete.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 8:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy