Eksodo 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana Farao acitaura nemi, akati: Tiratidzei cinoshamisa, uti kunaAroni: Tora tȿimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Kana Farao achitaura nemi, akati, ‘Tiratidzei chinoshamisa,’ uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Faro paanoti kwamuri, ‘Itai chiratidzo,’ ipapo uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako uikande pasi pamberi paFaro,’ uye ichava nyoka.” Viz kapitola |