Eksodo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋanhu ʋakapararira kunyika yose yeEgipita kuzoʋuŋganidza mashaŋga panɀimbo yoʋuswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vanhu vakapararira kunyika yose yeIjipiti kuzounganidza mashanga panzvimbo youswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka vanhu vakapararira muIjipiti yose kundounganidza mashanga kuti vaashandise pachinzvimbo chouswa. Viz kapitola |