Eksodo 39:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakagadzirira efodhi zvipenga zviviri zvepamapfudzi zvikasonererwa pairi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakaiitira mabande pamafudzi akaɓatanidzwa; akaŋga akaɓatanidzwa pamiromo yayo miʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakaiitira mabande pamafudzi akabatanidzwa; akanga akabatanidzwa pamiromo yayo miviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakagadzirira efodhi zvipenga zviviri zvepamapfudzi zvikasonererwa pairi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakagadzirira efodhi zvipenga zviviri zvepamapfudzi zvikasonererwa pairi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakaita zvipenga zvapapfudzi zveefodhi, zvaibatanidzwa pana mamwe makona ayo maviri, kuti isimbiswe. Viz kapitola |