Eksodo 39:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakagadzirirawo Aroni navanakomana vake hanzu dzinenge dzoda kusvika mumabvi dzejira rerineni rakanakisisa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaitira Aroni naʋanakomana ʋake ŋguʋo dzakarukwa nomuceka wakaiȿo‐naka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakaitira Aroni navanakomana vake nguo dzakarukwa nomucheka wakaisvonaka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakagadzirirawo Aroni navanakomana vake hanzu dzinenge dzoda kusvika mumabvi dzejira rerineni rakanakisisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vakagadzirirawo Aroni navanakomana vake hanzu dzinenge dzoda kusvika mumabvi dzejira rerineni rakanakisisa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakaitira Aroni navanakomana vake, majasi omucheka wakaisvonaka, basa romuruki, Viz kapitola |