Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 36:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Akaciitira mbiru inna dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; ɀikorekedzo ɀadzo ɀakaŋga ɀiri ɀendarama, akadziʋumbira ʋo ɀigadziko ɀinna ɀesirveri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Akachiitira mbiru ina dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; zvikorekedzo zvadzo zvakanga zviri zvendarama, akadziumbirawo zvigadziko zvina zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Vakaita matanda mana omuti womuunga vakaafukidza negoridhe. Vakaaitira zvikorekedzo zvegoridhe uye vakaumba zvigadziko zvawo zvina zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 36:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy