Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 35:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Akaisa mumŋoyo make ʋucenjeri bgokudzidzisa ʋamŋe, iye naOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Uye apa vose vari vaviri iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani kugona kudzidzisa vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 35:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy