Eksodo 35:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ainge aine wuru yoruvara rwedenga kana kuti yeruvara rwehute kana kuti tsvuku, neainge aine jira rerineni rakanakisisa kwazvo nejira remvere dzembudzi, kana matehwe ehondohwe akatsvukiswa, namatehwe etahashi, akauya nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Murume mumŋe nomumŋe waiʋa neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka, nemʋere dzembudzi, namatebge amakondobge akazodzwa ɀitȿuku, namatebge amatenhe, wakaʋuya naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Murume mumwe nomumwe waiva nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka, nemvere dzembudzi, namatehwe amakondohwe akazodzwa zvitsvuku, namatehwe amatenhe, wakauya nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ainge aine wuru yoruvara rwedenga kana kuti yeruvara rwehute kana kuti tsvuku, neainge aine jira rerineni rakanakisisa kwazvo nejira remvere dzembudzi, kana matehwe ehondohwe akatsvukiswa, namatehwe etahashi, akauya nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ainge aine wuru yoruvara rwedenga kana kuti yeruvara rwehute kana kuti tsvuku, neainge aine jira rerineni rakanakisisa kwazvo nejira remvere dzembudzi, kana matehwe ehondohwe akatsvukiswa, namatehwe etahashi, akauya nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Munhu wose akanga aine wuru yebhuruu, pepuru kana tsvuku kana mucheka wakaisvonaka, kana mvere dzembudzi, matehwe amakondobwe akapendwa zvitsvuku kana matehwe emombe dzomugungwa, vakauya nazvo. Viz kapitola |