Eksodo 34:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Chenjerai kuti murege kuita chitendarano navanhu vagere kunyika iyoyo kwamuri kuenda kungadaro kukava kuzviteyera musungo pakati penyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Cenjera kuti urege kuita suŋgano naʋanhu ʋagere munyika iyo kwaunoenda, kuti ɀirege kuʋa musuŋgo kwauri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Chenjera kuti urege kuita sungano navanhu vagere munyika iyo kwaunoenda, kuti zvirege kuva musungo kwauri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Chenjerai kuti murege kuita chitendarano navanhu vagere kunyika iyoyo kwamuri kuenda kungadaro kukava kuzviteyera musungo pakati penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Chenjerai kuti murege kuita chitendarano navanhu vagere kunyika iyoyo kwamuri kuenda kungadaro kukava kuzviteyera musungo pakati penyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uchenjerere kuti urege kuita sungano naavo vagere munyika yamunoenda kuti varege kuva musungo pakati penyu. Viz kapitola |