Eksodo 33:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo akaipa, ʋakacema; kwakaŋga kusinomunhu wakashoŋga ɀishoŋgo ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanhu vakati vachinzwa mashoko iwayo akaipa, vakachema; kwakanga kusina munhu wakashonga zvishongo zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko anotambudza aya, vakatanga kuchema uye hapana munhu akashonga zvinoyevedza. Viz kapitola |