Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 31:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Tarira, ndaɗana Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, nezita rake,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Tarira, ndadana Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, nezita rake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Tarira ndasarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha,

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 31:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy