Eksodo 30:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Unozoigadzirira maringi mana endarama uanamatidze panyasi pomukombero wayo uya, uchiti uku maviri uku maviri. Maringi iwayo ndeokupfekera mapango okuitakurisa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Uiitire ʋo ɀindori ɀiʋiri ɀendarama pasi pehata yayo, pakona dzayo mbiri, panhiʋi dzayo mbiri, paʋe paiŋgatakurwa namatanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Uiitirewo zvindori zviviri zvendarama pasi pehata yayo, pakona dzayo mbiri, panhivi dzayo mbiri, pave paingatakurwa namatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Unozoigadzirira maringi mana endarama uanamatidze panyasi pomukombero wayo uya, uchiti uku maviri uku maviri. Maringi iwayo ndeokupfekera mapango okuitakurisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Unozoigadzirira maringi mana endarama uanamatidze panyasi pomukombero wayo uya, uchiti uku maviri uku maviri. Maringi iwayo ndeokupfekera mapango okuitakurisa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye uite hata mbiri kumativi akatarisana. Kuti dzibate mapango anoshandiswa kuitakura. Viz kapitola |