Eksodo 29:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Uɀiise muɗeŋgu rimŋe, ugoʋuya naɀo ɀiri muɗeŋgu, pamŋe cete nenzombe ɗuku namakondobge maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondohwe maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uzviise mudengu uye ugozvikumikidza zviri imomo, pamwe chete nehando uye makondobwe maviri. Viz kapitola |