Eksodo 27:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Unofanira kuveza zvinenge nyanga zvina zvepamusoro pemakona mana eatari, izvozvo ngazvive zvakavezwa zvakabatana neatari iyoyo. Atari ngainamirirwe noutare hwendarira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Uite ʋo nyaŋga dzayo pamakona ayo manna; nyaŋga dzayo dziʋe cinhu cimŋe nayo; uifukidze nendarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Uitewo nyanga dzayo pamakona ayo mana; nyanga dzayo dzive chinhu chimwe nayo; uifukidze nendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Unofanira kuveza zvinenge nyanga zvina zvepamusoro pemakona mana eatari, izvozvo ngazvive zvakavezwa zvakabatana neatari iyoyo. Atari ngainamirirwe noutare hwendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Unofanira kuveza zvinenge nyanga zvina zvepamusoro pemakona mana eatari, izvozvo ngazvive zvakavezwa zvakabatana neatari iyoyo. Atari ngainamirirwe noutare hwendarira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uite runyanga pamakona ayo mana, kuti nyanga nearitari zvive chinhu chimwe, uye ufukidze aritari nendarira. Viz kapitola |