Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 26:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ŋgaaite maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ŋgaaʋe maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; ŋgaaitwe saiɀoɀo ari maʋiri, aʋe’po pamakona maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ngaaite maviri nechenyasi; saizvozvo ngaave maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; ngaaitwe saizvozvo ari maviri, avepo pamakona maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Pamakona maviri aya, anofanira kuva maviri maviri kubva pasi kusvikira kumusoro, uye agadzikwe mumhete imwe chete; ose ari maviri ngaave saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 26:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy