Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 12:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Asi muranda wamakaita zvokutenga nemari, ngaatange adzingiswa ndipo paangazobvumirwa zvake kuidya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Asi muranda womunhu mumŋe nomumŋe wakateŋgwa nemari, uŋgaidya kana mamudziŋgisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Asi muranda womunhu mumwe nomumwe akatengwa nemari, angaidya kana mamudzingisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Asi muranda wamakaita zvokutenga nemari, ngaatange adzingiswa ndipo paangazobvumirwa zvake kuidya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Asi muranda wamakaita zvokutenga nemari, ngaatange adzingiswa ndipo paangazobvumirwa zvake kuidya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Nhapwa ipi zvayo yawakatenga ingadya hayo mushure mokunge wamudzingisa,

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 12:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy