Dhuteronomi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akaenderera mberi achiti, “Panguva iyoyo ndakakutaurirai kuti, ‘Ini handichakwanisi kukutongai ndiri ndoga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ŋguʋa iyo ndakataura nemi, ndikati: Handigoni kukutakurai ndiri ndoga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Nguva iyo ndakataura nemi, ndikati, ‘Handigoni kukutakurai ndiri ndoga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akaenderera mberi achiti, “Panguva iyoyo ndakakutaurirai kuti, ‘Ini handichakwanisi kukutongai ndiri ndoga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akaenderera mberi achiti, “Panguva iyoyo ndakakutaurirai kuti, ‘Ini handichakwanisi kukutongai ndiri ndoga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Panguva iyoyo ndakati kwamuri, “Mava mutoro unorema kwazvo kuti ndikutakurei ndiri ndoga. Viz kapitola |