Danieri 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 takatadza, takaita ɀisakarurama neɀakashata, takakumukirai, tikatsauka paɀireʋo ɀenyu neɀamakaraira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 takatadza tikaita zvakaipa. Takaita zvinhu zvakaipa uye takakumukirai; takatsauka tikava kure nemitemo nemirayiro yenyu. Viz kapitolaShona BIBLE5 takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira; Viz kapitola |