Online Bible

- Reklamy -

Danieri 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 ndichitaura kudaro mumunamato, munhu uya, Gabhurieri wandakanga ndaona muchiratidzo pokutanga paya, akauya kwandiri achibhururuka semhepo kumhanya panguva yechibayiro chamanheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ndakati ndicataura pakunyeŋgetera, uya murume Gabrieri, wandakaŋga ndaʋona paneɀandakaratidzwa pakutaŋga, ndaneta kwaɀo, wakaȿika kwandiri neŋguʋa ineŋge yecipo camaɗekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 ndakati ndichitaura pakunyengetera, uya murume Gabhurieri, wandakanga ndaona pane zvandakaratidzwa pakutanga, ndaneta kwazvo, akasvika kwandiri nenguva inenge yechipo chamadekwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 ndichitaura kudaro mumunamato, munhu uya, Gabhurieri wandakanga ndaona muchiratidzo pokutanga paya, akauya kwandiri achibhururuka semhepo kumhanya panguva yechibayiro chamanheru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 ndichiri pakunyengetera, Gabhurieri, murume wandakanga ndaona muchiratidzo changu chokutanga, akasvika pandiri achibhururuka kwazvo nenguva inenge yechibayiro chamadekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

21 ndakati ndichitaura pakunyengetera, uya murume Gabhurieri, wandakanga ndaona pane zvandakaratidzwa pakutanga, ndaneta kwazvo, akasvika kwandiri nenguva inenge yechipo chamadekwana.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 9:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy