Danieri 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Gondobge rawakaʋona, rakaŋga rinenyaŋga mbiri, ndiwo madzimambo aʋaMedia naʋaPersia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Gondobwe rine nyanga rawakaona rinomirira madzimambo eMedhia nePezhia. Viz kapitolaShona BIBLE20 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia. Viz kapitola |