Danieri 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvegumi renyanga dziya zvinoreva kuti muumambo ihwohu muchamuka madzimambo gumi kwozomukawo mumwezve mushure mahwo. Iyeyu uyu achange akasiyana navamwe vaya vokutanga, achakurira madzimambo matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana dziri nyaŋga dzinegumi, paʋushe ubgu pacamuka madzimambo anegumi, asi mumŋe ɀe ucamuka shure kwaʋo; iye ucasiyana naʋamŋe ʋokutaŋga, ucakunda madzimambo matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kana dziri nyanga dzine gumi, paushe uhwu pachamuka madzimambo ane gumi, asi mumwezve achamuka shure kwavo; iye achasiyana navamwe vokutanga, achakunda madzimambo matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvegumi renyanga dziya zvinoreva kuti muumambo ihwohu muchamuka madzimambo gumi kwozomukawo mumwezve mushure mahwo. Iyeyu uyu achange akasiyana navamwe vaya vokutanga, achakurira madzimambo matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nyanga gumi ndidzo madzimambo gumi achabva kuumambo uhu. Shure kwavo kuchamuka mumwe mambo, akasiyana navaya vokutanga; achakunda madzimambo matatu. Viz kapitolaShona BIBLE24 Kana dziri nyanga dzine gumi, paushe uhwu pachamuka madzimambo ane gumi, asi mumwezve achamuka shure kwavo; iye achasiyana navamwe vokutanga, achakunda madzimambo matatu. Viz kapitola |