Danieri 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ʋarume aʋo ʋakaʋuŋgana ʋari ʋazhinji, ʋakawana Danieri acikumbira nokunyeŋgetera pamberi paMŋari wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo varume ava vakaenda vose pamwe chete vakawana Dhanieri achinyengetera, achikumbira kubatsirwa naMwari. Viz kapitolaShona BIBLE11 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Viz kapitola |