Danieri 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋakacenjera neŋaŋga naʋaKardea naʋafemberi ʋakaʋuya, ndikaʋaʋudza kurota kwaŋgu, asi haʋana‐kundiziʋisa kuɗudzirwa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo vakachenjera nen’anga navaKaradhea navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nʼanga, navaya vanofarira mazango, navazivi vezvenyeredzi navafemberi vakati vauya, ndakavaudza kurota kwangu, asi havana kugona kundidudzira. Viz kapitolaShona BIBLE7 Ipapo vakachenjera nen'anga navaKaradhia navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. Viz kapitola |