Danieri 4:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mashoko iwayo achiri pamuromo wamambo kudaro, kudenga kwakabva izwi rikati, “Iwe mambo Nebhukadhineza herino shoko ratinoreva kwauri: Iwewe wabviswa paumambo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Shoko iri rakaŋga riciri mumuromo wamambo, inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Iwe mambo Nebukadnezari, shoko rinotaurwa kwauri, rokuti: Ʋushe bgabva kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Shoko iri rakanga richiri mumuromo wamambo, izwi rikabva kudenga, richiti, “Iwe mambo Nebhukadhinezari, shoko rinotaurwa kwauri, rokuti, ‘Ushe hwabva kwauri.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mashoko iwayo achiri pamuromo wamambo kudaro, kudenga kwakabva izwi rikati, “Iwe mambo Nebhukadhineza herino shoko ratinoreva kwauri: Iwewe wabviswa paumambo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Mashoko akanga achiri mumuromo make pakauya inzwi richibva kudenga richiti, “Hezvino zvawatemerwa, iwe Mambo Nebhukadhinezari: Simba roumambo hwako rabviswa kwauri. Viz kapitolaShona BIBLE31 Shoko iri rakanga richiri mumuromo wamambo, izwi rikabva kudenga, richiti, “Iwe mambo Nebhukadhineza, shoko rinotaurwa kwauri, rokuti, ‘Ushe hwabva kwauri.’ Viz kapitola |