Online Bible

- Reklamy -

Danieri 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Zvandakaoneswa mumusoro mangu ndirere pamubhedha ndezvizvi izvi. Ndakatarisa ndikaona muti pakati penyika wakanga wakareba zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀandakaʋona mumusoro maŋgu, ndiri panhoʋo dzaŋgu, ndiɀeɀi: Ndakatarira, ndikaʋona muti pakati penyika, kureɓa kwawo kwakaŋga kuri kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvandakaona mumusoro mangu, ndiri panhoo dzangu, ndezvizvi: Ndakatarira, ndikaona muti pakati penyika, kureba kwawo kwakanga kuri kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Zvandakaoneswa mumusoro mangu ndirere pamubhedha ndezvizvi izvi. Ndakatarisa ndikaona muti pakati penyika wakanga wakareba zvikuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Hezvino zvandakaratidzwa, zvandakaona ndivete pamubhedha wangu: Ndakatarisa, ndikaona pamberi pangu pamire muti, uri pakati penyika. Kureba kwawo kwakanga kuri kukuru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

10 “Zvandakaona mumusoro mangu, ndiri panhoo dzangu, ndezvizvi: Ndakatarira, ndikaona muti pakati penyika, kureba kwawo kwakanga kuri kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 4:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy