Online Bible

- Reklamy -

Danieri 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino muɗanidziri wakaɗanidzira aciti: Munorairwa imi ʋanhu, namarudzi, namarimi,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo mushamarari akadanidzira zvikuru achiti, “Izvi ndizvo zvamunorayirwa kuti muite, imi vanhu, nemi ndudzi nemi vanhu vemitauro yose:

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

4 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi,

Viz kapitola kopírovat

Danieri 3:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy