Danieri 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋarume aʋa ʋatatu, ʋana‐Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋakawira pasi ʋakasuŋgwa mukati mecoto comŋoto waipfuta kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye varume vatatu ava vakasungwa zvakasimba, vakawira mumoto unopfuta kwazvo. Viz kapitolaShona BIBLE23 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo. Viz kapitola |