Danieri 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.” Viz kapitolaShona BIBLE3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Viz kapitola |