Danieri 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Arioku akabva akurumidzawo kusvitsa Dhanieri pana mambo akasuma kuna mambo achiti, “Ndazowana munhu mukati menhapwa dzakatapwa kwaJudha anogona kuzivisa mambo dudziro iya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo Arioki akaisa Danieri pamberi pamambo nokukasira, akati kwaari: Ndawana munhu pakati paʋana ʋokutapxa ʋaJuda, ucaziʋisa mambo kuɗudzirwa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo Arioki akaisa Dhanieri pamberi pamambo nokukasira, akati kwaari, “Ndawana munhu pakati pavana vokutapwa vaJudha, achazivisa mambo kududzirwa kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Arioku akabva akurumidzawo kusvitsa Dhanieri pana mambo akasuma kuna mambo achiti, “Ndazowana munhu mukati menhapwa dzakatapwa kwaJudha anogona kuzivisa mambo dudziro iya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Arioki akaenda naDhanieri kuna mambo nokukurumidza uye akati kwaari, “Ndawana munhu pakati pavakatapwa vokwaJudha anogona kuudza mambo zvinoreva chiroto chavo.” Viz kapitolaShona BIBLE25 Ipapo Arioki akaisa Dhanieri pamberi pamambo nokukasira, akati kwaari, “Ndawana munhu pakati pavana vokutapwa vaJudha, achazivisa mambo kududzirwa kwazvo.” Viz kapitola |