Danieri 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndiye unoziʋisa ɀinhu ɀakadzika neɀakaʋanzika; ndiye unoziʋa ɀiri murima; ciedza cinogara kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Anozarura zvakadzika nezvakavanzika; anoziva zviri murima, uye chiedza chinogara maari. Viz kapitolaShona BIBLE22 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Viz kapitola |