Danieri 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndipo pakazoziviswa Dhanieri usiku chakavanzika chacho muchiratidzo, ndokubva Dhanieri arumbidza Mwari Wedenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo cinhu ico cakaʋanzika cakaziʋiswa Danieri panecaakaratidzwa ʋusiku. Danieri akaʋoŋga Mŋari wokuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo chinhu icho chakavanzika chakaziviswa Dhanieri pane chaakaratidzwa usiku. Dhanieri akatenda Mwari wokudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndipo pakazoziviswa Dhanieri usiku chakavanzika chacho muchiratidzo, ndokubva Dhanieri arumbidza Mwari Wedenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Chakavanzika ichi chakazoratidzwa kuna Dhanieri usiku muchiratidzo. Ipapo Dhanieri akarumbidza Mwari wokudenga Viz kapitolaShona BIBLE19 Ipapo chinhu icho chakavanzika chakaziviswa Dhanieri pane chaakaratidzwa usiku. Dhanieri akatenda Mwari wokudenga. Viz kapitola |