Danieri 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino panɀimbo yake kucamuka mumŋe ucatuma muteresi kupfuʋura napakaiȿo‐naka paʋushe bgake, asi kana mazuʋa mashoma apera ucaparadzwa, ɀisiŋgaitwi nokutsamŋa kana nokurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Anomutevera achatumira muteresi kuti achengetedze mbiri youmambo. Zvisinei hazvo, shure kwamakore mashoma, iye achaparadzwa, zvisingaitwi mukutsamwa kana muhondo. Viz kapitolaShona BIBLE20 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa. Viz kapitola |