Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Paachange akurira gurusvusvu iroro, achazvitutumadza agorakatisa kuuraya makumi namakumi ezviuru. Asi haazoramba achikurira

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ƃoka iro ricatapxa, ɀino mŋoyo wake ucaɀikudza; ucaparadza ʋanamakumi eɀuru, asi haaŋgakundi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Boka iro richatapwa, zvino mwoyo wake uchazvikudza; uchaparadza vana makumi ezviuru, asi haangakundi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Paachange akurira gurusvusvu iroro, achazvitutumadza agorakatisa kuuraya makumi namakumi ezviuru. Asi haazoramba achikurira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Kana varwi vaendwa navo, weZasi achazara nokuzvikudza uye achauraya zviuru zvizhinji, asi zvazvo haazorambi achikunda.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

12 Boka iro richatapwa, zvino mwoyo wake uchazvikudza; uchaparadza vana makumi ezviuru, asi haangakundi.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy