Danieri 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndakaŋga ndisiŋgadyi ɀokudya ɀinozipa, kunyaŋge nenyama newaini haɀina‐kupinda mumuromo maŋgu, ʋuye handina‐kutoŋgozora mafuta kuȿikira viki nhatu dzose dzapera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera. Viz kapitolaShona BIBLE3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyangwe nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera. Viz kapitola |