Danieri 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akati, “Nhaiwe, munhu wapamwoyo chaiyechaiye, usatye, rugare ngaruve newe. Shinga utsunge mwoyo.” Paakataura kwandiri ndakabva ndasimbaradzwa ndokubva ndati, “Changamire chiregai nditaure nemi nokuti mandisimbaradza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akati: Iwe murume unoɗikanwa kwaɀo, usatya hako; rugare ruʋe newe, iʋa nesimba, iʋa nesimba. Ɀino wakati acitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati: Ishe waŋgu ŋgaataure hake, nokuti makandisimbisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Akati, ‘Iwe murume anodikanwa kwazvo, usatya hako; rugare ruve newe, iva nesimba, iva nesimba.’ Zvino akati achitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati, ‘Ishe wangu ngaataure hake, nokuti makandisimbisa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akati, “Nhaiwe, munhu wapamwoyo chaiyechaiye, usatye, rugare ngaruve newe. Shinga utsunge mwoyo.” Paakataura kwandiri ndakabva ndasimbaradzwa ndokubva ndati, “Changamire chiregai nditaure nemi nokuti mandisimbaradza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akati, “Usatya, iwe munhu anokudzwa zvikuru. Rugare! Iva nesimba zvino, simba.” Paakataura neni, ndakabva ndasimba ndikati, “Taurai Ishe wangu, sezvo mandipa simba.” Viz kapitolaShona BIBLE19 Akati, ‘Iwe murume anodikanwa kwazvo, usatya hako; rugare ruve newe, iva nesimba, iva nesimba.’ Zvino akati achitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati, ‘Ishe wangu ngaataure hake, nokuti makandisimbisa.’ Viz kapitola |