Danieri 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akaʋudza Ashpenazi, mutariri waʋaranda ʋake, kuti aʋuye naʋamŋe ʋana ʋaIsraeri, ʋorudzi rwamambo norwamacinda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana vaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mambo akarayira Ashipenazi, mukuru wavatariri veruvazhe, kuti apinze vamwe vavaIsraeri kubva mumhuri youshe nemhuri yemakurukota, Viz kapitolaShona BIBLE3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana VaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Viz kapitola |