Online Bible

- Reklamy -

Amosi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvanzi naTENZI, “Pamusana pokutadza rutatu rutatu kweguta reTire kutosvika runa, handimborega kuriranga; nokuti vakakukura kutapa vanhu, rudzi rwose rwavanhu vakaenda narwo kuEdhomu vachirega kurangarira chibvumirano chavakaitirana paukama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀanzi naJehova: Nemhaka yokuti Tire ʋakaɗarika katatu, ɀimŋe kanna, handiŋgadzori kurobga kwaʋo; nokuti ʋakaisa rudzi rwose kunaEdomi ʋakasaraŋgarira suŋgano yoʋukama bgaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yokuti Tire vakadarika katatu, zvimwe kana, handingadzori kurohwa kwavo; nokuti vakaisa rudzi rwose kuna Edhomu vakasarangarira sungano yohukama hwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvanzi naTENZI, “Pamusana pokutadza rutatu rutatu kweguta reTire kutosvika runa, handimborega kuriranga; nokuti vakakukura kutapa vanhu, rudzi rwose rwavanhu vakaenda narwo kuEdhomu vachirega kurangarira chibvumirano chavakaitirana paukama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvanzi naJehovha: “Nemhaka yezvivi zvitatu zveTire, kunyange zvina handingadzori hasha dzangu. Nokuti akatengesera Edhomu rudzi rwose savatapwa, akasacherechedza sungano youkama,

Viz kapitola kopírovat

Amosi 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy