2 Timoti 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nɀeŋga kutaura kusinehanya naMŋari; nokuti ʋacaramba ʋaciŋgonyanya pakusanamata Mŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nzvenga kutaura kusina hanya naMwari; nokuti vanhu vacharamba vachingonyanya pakusanamata Mwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nzvenga kutaura kusinei naMwari, nokuti vaya vanhu vanodaro vacharamba vachirasikirwa noumwari. Viz kapitola |