1 Timoti 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 asi kana tiine chokudya nechokupfeka; naizvozvo tinofanira kugutsikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi kana tineɀokudya neɀokufuka, ticatenda naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi kana tine zvokudya nezvokufuka, tichatenda nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 asi kana tiine chokudya nechokupfeka; naizvozvo tinofanira kugutsikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 asi kana tiine chokudya nechokupfeka; naizvozvo tinofanira kugutsikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi kana tine zvokudya nezvokupfeka, tichagutsikana nazvo. Viz kapitola |