1 Timoti 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana chirikadzi iina vana kana vazukuru ngavatange vadzidza basa ravo savanamati ravanofanira kuita kumhuri yavo vawane zvavanodzorerawo kuvabereki vavo nokuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi kana cirikadzi inaʋana kana ʋazukuru, ŋgaʋataŋge iʋo kudzidza kunamata Mŋari paimba yaʋo, ʋadzosere ɀakafanira kuʋaɓereki ʋaʋo, nokuti ndiɀo ɀinofadza Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ngavatange ivo kudzidza kunamata Mwari paimba yavo, vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo, nokuti ndizvo zvinofadza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana chirikadzi iina vana kana vazukuru ngavatange vadzidza basa ravo savanamati ravanofanira kuita kumhuri yavo vawane zvavanodzorerawo kuvabereki vavo nokuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana chirikadzi iina vana kana vazukuru ngavatange vadzidza basa ravo savanamati ravanofanira kuita kumhuri yavo vawane zvavanodzorerawo kuvabereki vavo nokuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ava ngavatange ivo kudzidza kurarama chinamato chavo kumhuri dzavo uye vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo uye navakwegura, nokuti izvi zvinofadza Mwari. Viz kapitola |