Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Shiŋgairira ɀinhu iɀi, uɀiite nomŋoyo wose, kuti kupfuʋurira mberi kwako kuʋonekwe naʋanhu ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 4:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy