Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mŋeya unoreʋa pacena, kuti paŋguʋa dzinoʋuya ʋamŋe ʋacatsauka pakutenda, ʋaciterera mŋeya inonyeŋgera nedzidziso dzemŋeya yakaipa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mweya anotaura pachena kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka kubva pakutenda vagotevera mweya inonyengera nedzidziso dzamadhimoni.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 4:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy