1 Timoti 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 unoɓata imba yake ɀakanaka, unaʋana ʋanoɀiisa pasi nomugarire wose unokudzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka. Viz kapitola |